Mambo Zimunya vanomisa musha vange voparara

  Переглядів 94,845

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Рік тому

КОМЕНТАРІ: 393
@Karanganda
@Karanganda Рік тому
Nhasi imbosiyawo Like pa Video ino ,zvinotibatsira kusindira basa mberi ,thank you
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Рік тому
Karangandaaaaaaa tinoiteedza yese yamunokanda tiri pa Gaborone Waiyepo ereeee🤣🤣
@Karanganda
@Karanganda Рік тому
@@dakawangu4490 tinobonga chooose
@munyahchinoz2648
@munyahchinoz2648 Рік тому
Ndinoisa like ndisati ndaona
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Рік тому
Mufambire dza muvhevhi takadzimirira ndokwenyu ikoko musatangirwa never Harare vekangarnganda tokubiggei
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Рік тому
@@dakawangu4490 yaaah ndopatiri pa gabs
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Рік тому
Amai avo vanofanira kudzorerwa imba yavo zvakaoma kuvakira mumwe munhu imba 💔
@moreblessingtoriro4621
@moreblessingtoriro4621 Рік тому
Barika rakanaka kunana baba asi rinoremedza madzimai pamwe chete nevana
@bettymatitsa9043
@bettymatitsa9043 4 місяці тому
Happy to see headman chigodora ❤❤
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 Рік тому
Sorry to say l still feel that our African culture favours man
@user-gc5pg4el4e
@user-gc5pg4el4e 7 місяців тому
Ndafara ndaona Headman wedu Chigodoraaa❤❤🎉🎉🎉
@anymorekamuruko8528
@anymorekamuruko8528 Рік тому
Machira epa bonde anofanira kuenda nemudzimai coz ndiye anomavacha mudhara gara pasi
@godfreysimango1795
@godfreysimango1795 Рік тому
Great superb judgement fairness l like chief 's wife is also good ruler great helper for Mambo.keep it up.
@tembanzounhenda3341
@tembanzounhenda3341 Рік тому
Mambo Zimunya Havana kubvunzanisa vanhu ava pavapedza kupa Mativi avo. Vabva vatoenderera mberi vatotonga. Handina kuona matongerwe enyaya akanaka. Konsei mukadzi asina kubatwa nenhau yekumhura rimwe dare Rambo makoni. Mamanikidza murume kutambira mukadzi akamupa gupuro sei
@JumaDrumsMusic
@JumaDrumsMusic Рік тому
Thanks BabaTaps, unogona sahwira ende Mambo Zimunya naamaiguru avo varikukwatura dare zvinonwisa donhodzo. Chakanaka chakanaka mukaka haurungwi! Mugare kure nemoto
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 Рік тому
Ndarwadziwa pamusoro paMai ava She was married on false pretence as she was told Maiguru vakayenda. She worked from scratch and achieved some wealth After that Maiguru was brought back and havoc ensued. Mai demabika henyu Sadza - you seem to be hard working.
@loretakapita8672
@loretakapita8672 Рік тому
The chief's wife made my day! I just loved her and admired her relationship namambo! what a pair, seems the chief is a phlegmatic and amai is a sanguine, but those temparaments match big time. Was really sad neculture yedu and my heart was bleeding for the African women but the chiefs wife energy really cheered me up
@joicegaredondo9385
@joicegaredondo9385 Рік тому
Ukaona marriage yakuita tumatare hayaaas ziva kuti mahumbwe
@tomusshabor6561
@tomusshabor6561 Рік тому
Zimunya dzingai Mai avo mudare vanovhiringa zvinhu
@virginiapamire1740
@virginiapamire1740 Рік тому
Vanohumana wena cuz
@nancymubonesi3316
@nancymubonesi3316 Рік тому
Amai avo Havana kana respect why vachiita kunge ndivo mambo
@portiakapapiro7930
@portiakapapiro7930 Рік тому
Kutaurisa too much
@portiakapapiro7930
@portiakapapiro7930 Рік тому
Vakutoita kunge ndivo mambo
@misheckchatenera8674
@misheckchatenera8674 Рік тому
Long live mambo Zimunya, you are so humble and kutonga kwenyu kwakarurama. May the good Lord bless you.
@ElliceNgwarati
@ElliceNgwarati 9 місяців тому
👍
@sbv-tv
@sbv-tv 10 місяців тому
Chief vanotsveidzawo nenyaya kunge vakapera ma shocks Vanowandira side 1
@gwaimanitinotenda8641
@gwaimanitinotenda8641 Рік тому
Mukadzi waMambo should not be part of kutongwa kwenyaya idzi. A female advisor should be any wise woman from the community anoitawo kakutya Mambo.
@patiencechideudhliwayo8089
@patiencechideudhliwayo8089 Рік тому
Barika kkkkk. Mahumbwe chaiwo. If I was this woman I would take what is mine and leave. Baba avo vanoda vakadzi thats the root problem full stop
@alicechikomo6014
@alicechikomo6014 Рік тому
Mai vari kumberi, avo, vanotaura vasina wisdom,vulgar yakawandisa
@esierayner533
@esierayner533 Рік тому
Vanonyangadza mai ivavo havana empathy
@fredahama4902
@fredahama4902 Рік тому
Noise chete
@ELLAHMHERE
@ELLAHMHERE 7 місяців тому
Ana Samanyika havasefi mazwi. Ndooshona yavo iyoyo. Musandoshooraba.
@dzingaimasara3745
@dzingaimasara3745 Рік тому
If it is true that the younger wife worked with the husband to buy a lorry, build a house and the projects they did in the absence of the first wife, i find it grossly unfair kuti onzi imba ngeyavo vari 3. Core ownership with the husband only is rather fair coz ummm hapasi mushe ipapo. One thing i learnt though (as some challenge i recently faced in our family) is nyaya yema kitchen is very important, each woman must have her own kitchen. when i encountered it, i did not understand it but mai then explained and got the same meaning am getting here.
@Clara-eh3cz
@Clara-eh3cz Рік тому
If you are married in community of property thatit’s the case. Mukadzi anotogona kusungirwa maintenance yemwana weemurume waanenge ahura.
@florencechirombo1536
@florencechirombo1536 Рік тому
I do not think the chief knows what happens when divorced sell the property. The 2 husband and second wife share the money after selling the properties in the nama of the husband and the second wife. Apo pajuju yamaiguru hapagarike. Mainini nehzvadzi dzenyu tsvagai information kwasiyasisiya mununure hanzvadzi yenyu isiye murume. Ngaasabva ari maoko. she worked hard
@mrchocolatemusic3857
@mrchocolatemusic3857 8 місяців тому
Chigodora to the world 🌎 ndanga ndisina kuona kuti comrade chigodora varipo
@portiakapapiro7930
@portiakapapiro7930 Рік тому
Mukadzi wamambo dzikamai hamusimi mambo
@tanyarue
@tanyarue Рік тому
Magona kutonga mambo zimunya proud of u chief
@benjaminmambudz-gv6sq
@benjaminmambudz-gv6sq 9 місяців тому
Chigodoraaa motoo🔥🔥🔥🔥
@mahafrika7116
@mahafrika7116 Рік тому
Agara anonetsa maparika aya.Hameno vanoada good luck kwavari.
@patieymakojanhi101
@patieymakojanhi101 Рік тому
Ndezvechihure chete kani
@mwafungatenimusimwa8071
@mwafungatenimusimwa8071 Рік тому
Interesting tadzidza zvakawanda, thank you team Karanganda, Chief Zimunya and team.
@Mhetalicious
@Mhetalicious Рік тому
@patrickkudziyeta6122
@patrickkudziyeta6122 Рік тому
mashoko makukutu mother amakataura, hamurovi imba makaviga mupinyi, sando dzenyu,
@faithmoyo7924
@faithmoyo7924 Рік тому
I like this Utube-Channel(Karanganda TV). I like this channel because nyaya dzavo mostly ndedzechokwadi, uye dzine humbowo hwakakwana, unlike Drewmas-media and Sly-media vanoyita basa rekuPoster zvinyaya zvekunyepa nechinangwa chekuda kuMarketer n'anga and fake-prophets. Drewmas-media neSly-media vanofanirwa kutya Mwari, they mustn't play with people's emotions.
@dasilva8081
@dasilva8081 Рік тому
Gerwei ndebvu idzo munadzisukao dzichene..barika munorikona
@latestfootballhighlights9450
@latestfootballhighlights9450 4 місяці тому
Haaaa mukadzi uyo haana wisdom. Ngaabve padare haagode kutonga. Mukadzi ane dzungu iyeye
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 Рік тому
Imba yeku town ndeye mkadzi ikatengeswa she will get something chakakora than kugarira kuvhiringwa.
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Рік тому
Karanganda tv thank you baba Taps 🥰👏👏👏
@renimapfumo7761
@renimapfumo7761 Рік тому
Umm mbuya wari kumberi kuna mambo wakanyanya...
@thandiwechinaa5453
@thandiwechinaa5453 Рік тому
Uyu mukadzi uyu ihure Ramambo hre kungobvunzawo
@hazel4463
@hazel4463 Рік тому
I love the Queen
@nikitamagama7039
@nikitamagama7039 Рік тому
Mmmmm mai varipanext namambo vakavhengezera Yuwiii
@user-te2vp4ww2g
@user-te2vp4ww2g 9 місяців тому
Mmmm mambo zimunya imba iyi yakavakwa nemukadzi uyu uyi mumwe mukadzi ogara imba yandaka vaka iye zvakanga aripo ini ndisati ndauya akadii kuvaka
@kudzaimagombedze5593
@kudzaimagombedze5593 Рік тому
Mai mambo vanenge mudzimai wechimurenga chaiye ...... Song Nyatso teerere uhwe kutonga
@reasonmberengwa1978
@reasonmberengwa1978 Рік тому
great staff baba Taps please fix the sound system
@naisonsaungweme1979
@naisonsaungweme1979 Рік тому
Mambo Zimunya magona kutonga nyaya rambai makadaro,wat a unifier ,vakadzi ngavadzidze kubva apa ,vasamhanya kutora decision pasina nyaya hombe.Mambo God bless you.
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Рік тому
Zvakaoma.chokwadi
@kudakwashekanyondo
@kudakwashekanyondo 11 місяців тому
Well-done job mambo
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Рік тому
Mukadzi wamambo munogona henyu. You are very supportive and wise.
@richmura
@richmura Рік тому
Hats off to Karanganda TV good information
@simpsonkamonere3926
@simpsonkamonere3926 Рік тому
Mai vane magirazi vamhanya kuva emotional. Ngavabve apo
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Рік тому
Bt nhs vakqdzikama vanongondi svota kahunhu kawo uye vanofanira kumedza mashoko ekutaura
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 Рік тому
​@@constancemarifiye6658ndivo Mai chief here?KKK
@chadderndofeni6426
@chadderndofeni6426 Рік тому
I liked the story and the judgement of Chief Zimunya well done
@munyaradzimurungweni3435
@munyaradzimurungweni3435 Рік тому
Chief bhoo bt mukadzi wavo akavhengedzera
@dzingaimasara3745
@dzingaimasara3745 Рік тому
zvinoita wo here kuti iyo yaakumira ngemitombo asi kwaakuramba munhu aikumba vakadzi, haaaa baba avaka
@nathantakaya2639
@nathantakaya2639 Рік тому
Baba ava kna vadzosa maiguru vanga vakatiza nhamo.vodzoka kna mainini vashanda paanemari. Uuuuu ngavatange pawo.pasiri pamainini.
@calvinmupfunya7160
@calvinmupfunya7160 Рік тому
You did the best thing when it comes to record the audio . Gd job karanganda
@pardietaurai4683
@pardietaurai4683 Рік тому
Good work mambo Zimunya
@tendaichinorinda5134
@tendaichinorinda5134 Рік тому
First time kuona Madam mambo vachisekerera uye kutongawo zvisina haha 😂😆😂
@mbudzi369.
@mbudzi369. Рік тому
Mambo vakarongeka imba yedare yakavakwa zvakanaka,
@mercymabhuro6251
@mercymabhuro6251 10 місяців тому
A fair chaipo, imba ndeye mkadzi mdiki, mrume haana ktombopikisa kt maikuru havana chavakaita, asi murume uyu, iduri chairo😂
@mandlenkosindhlovu8124
@mandlenkosindhlovu8124 Рік тому
Mukadzi wachief ndomahwambi manje😂😂😂. Tongai Amai ndafarira matongero enyu samare.
@BonganiNyathi-jp1mn
@BonganiNyathi-jp1mn 5 місяців тому
Keep it up mambo's wife,muhle umsebenzi wakho
@progressmuhezva2529
@progressmuhezva2529 Рік тому
Mai avo vari kumberi kuna mambo wisdom dololo full of I know too much
@bettychigori5226
@bettychigori5226 Рік тому
Murume anenge akasiya mukadzi wake anonetsa kugarisika naye coz chaakasiirana nemukadzi wake unenge usingazive.Better akafirwa
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Рік тому
Mukadzi wamambo big up
@hiltonnjenje3383
@hiltonnjenje3383 Рік тому
Haa mukoma taps nodzitsvaganyaya dzechokwadi mai avo mwari ngapindire sure barika harina kunaka haro😢😢❤
@brightonsansola1678
@brightonsansola1678 Рік тому
Ngape gupuro vagovane zvinhu baba avo itsotsi
@simbamugara3391
@simbamugara3391 Рік тому
Umm mayi iyo yakagara namambo inatwowo futi mambo nemadzishe vanhu vamwe vanobatsirana
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Рік тому
Mambo mune wise leadership ma headmen ayo ane wisdom
@vimbaimachingauta9447
@vimbaimachingauta9447 Рік тому
Mai chief pane Basa vanotaura kupfuura mambo
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Рік тому
Kuenda kwakaita it a cry for help but the husband did not see it
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Рік тому
Rume iri ibenzi. Ngaatizwe haana kukwana
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Рік тому
Baba vanonatse kutsanangura zvese Machira epa Bonde 😜💕
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Рік тому
Kkkkkkk
@profqda3464
@profqda3464 Рік тому
Machira epabonde ndiko kamboro duster here?
@rebeccahilton4209
@rebeccahilton4209 Рік тому
Mai guru makura Regai Manini . This man is too much
@patrickmuna1008
@patrickmuna1008 3 місяці тому
Headman chigodora we love you
@user-qi8sk7qk8t
@user-qi8sk7qk8t 7 місяців тому
Mambo Zimunya vane wisdom yakanyanyisa🙏🏿🙏🏿🙏🏿 1:26:26
@masishumba
@masishumba Рік тому
Baba havachadi mukadzi zvavo avo
@sbv-tv
@sbv-tv 10 місяців тому
Big up mkadzi wamambo
@gutazie
@gutazie Рік тому
Mukadzi wamambo ngaadzikame uyo please motisvitsirawo shoko
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Рік тому
Sound yenyu iri kuita maungira kubva pa30 minutes baba Taps hameno kuchi chii.this is interesting story
@sonenigwenelo2076
@sonenigwenelo2076 5 місяців тому
Chigodora my headman
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 Рік тому
Panyaya ye imba mambo vanyepa apo aaa
@miriammurima5938
@miriammurima5938 Рік тому
Well done 👍 baba
@Karanganda
@Karanganda Рік тому
Thank you so much 😀
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Рік тому
Hesi batapas.good job
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 Рік тому
Mai Mwana dzokerai kumurume munoronga exit plan muripanzvimbo .Kana mozoenda moenda mava parinani .Ngwarai asikana ribirei zvekufirako zimhombwe iro . Mutsai mutsai asikana hapana zvemurume apa .
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Рік тому
Yes manzwi makukuta ataurwa namai avo
@kbgroup6072
@kbgroup6072 Рік тому
Tadzidzawo thanks mum zimunya
@jenniferkimpiobi8905
@jenniferkimpiobi8905 Рік тому
That lady sitting 🪑 to judge Zimunya can talk for England, thank God she not one of my relative, very abusive language her body language says a lot about her. I feel sorry for her husband. Who is the husband to this lady.
@raphaelchikwambi3826
@raphaelchikwambi3826 Рік тому
Mukadzi wamambo
@jenniferkimpiobi8905
@jenniferkimpiobi8905 Рік тому
@@raphaelchikwambi3826 yaaaa pane mabasa
@johnchakaza6685
@johnchakaza6685 Рік тому
Mambo zimunya munhu anozvinipisa hake well done
@benedictandlovu2853
@benedictandlovu2853 Рік тому
Mrs Chief is the chief.
@conniejam5575
@conniejam5575 Рік тому
Barika ndereyiko aa mazindebvu anochengeta zvikwekwe
@gracemupita1801
@gracemupita1801 Рік тому
Mai vadzikama manje awo ahhh waitaurisa.Well done amai madzikamira
@juliakambongwe
@juliakambongwe Рік тому
Keep it up Mambo zimunya munopa nguva vangu yekutaura zviripamoyo
@hazeljanuary3333
@hazeljanuary3333 Рік тому
Barika vakomana. Mazvokuda mavanga enyora 🙌🙌🙌😂
@maryagneskaingwe6286
@maryagneskaingwe6286 Рік тому
Iko kuvkshugurudza madzimai kwacho kuti ndakutswaka mumwe mukadzi kuti chii chaizwo zimunhu rinemweya wemadzidza get lost zimurume iro well done mainini go away from a tocksit marege
@dianasithole7830
@dianasithole7830 Рік тому
Amen
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Рік тому
Mukadzi anetsika. Mambo weldone.
@gracegrace4164
@gracegrace4164 Рік тому
mai mambo vanombondibhowa but nhasi vambomiririra mudzimai zvandada plus nhasi vambopa chief mukana wekutonga pekutanga kkkkk ndandati pamwe nhasi varikurwara up till vatanga zvavo zvavajaira lol ibasa kani
@shillamachena236
@shillamachena236 Рік тому
Uyu ngaadzokere anobika sadza .pane kudzokera ku stress.yuwiiii. Uyu mukadzi ngaasiye benzi iro
@nomoremuranga6214
@nomoremuranga6214 Рік тому
Mai vakagara paside pamambo dai vachimbosara kumba havagoni kutaura panevanhu ndisvitsireiwo shoko kunamambo ndatenda hangu.
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 Рік тому
Kikikiki
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 Рік тому
Kkkkkkk
@parseechanzenza9083
@parseechanzenza9083 Рік тому
Mai avo mukadzi waMambo here kuganhira kwacho kwakanyanya
@esierayner533
@esierayner533 Рік тому
Mkadzi anotonga naMambo iiii anotauriaa surrender
@valentamushonga6501
@valentamushonga6501 Рік тому
Mmmmm zvine masofa panze izvi yato abayiwa ngaabude
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Рік тому
Paimba matongera chitororo 😂😂😂😂
@pkchims8565
@pkchims8565 Рік тому
Ah zvanga zvirizvekuti vadzokerane kugvt mukadzi ndiye muridzi wemba
@augustinemabasamugwagwa
@augustinemabasamugwagwa 10 місяців тому
Team barika muri kuzvigona sei. Ummm, barika ma1. Unofa nestress rezvawakatsvaka. Haa kudzidza hakuperi
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Рік тому
Paimba mabira mambo hamugone kutonga
@mildretmuperere2667
@mildretmuperere2667 Рік тому
thank yu baba Taps ndatoona hanzvadzi yangu mudare. uyo akagara kumu left kwamambo ihanzvadzi yangu
@profqda3464
@profqda3464 Рік тому
Hanzvadzi yenyu inenge yainetsa vachiri mudiki good advisor to Mambo
@didymusmushoriwa8044
@didymusmushoriwa8044 10 місяців тому
Mambo tinokutendai neruziwo munotonga neungwaru ne runyoro
@dudutaziweya3349
@dudutaziweya3349 Рік тому
Chimukadzi chamambo icho chadzikama mazuvaano. BUT hachisipisa pemurume icho .. nhema chaidzo
@beautymutiti3605
@beautymutiti3605 9 днів тому
Makhadzi wamambo uyaphapha
@gregorychanyukachimonyo5973
@gregorychanyukachimonyo5973 Рік тому
Barika ma1
P6 Kufa kweMapositori panomuka Hohoho!!!!
1:42:34
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Переглядів 38 тис.
" Afira ka Radio kaakaba"#karanganda #mutare
1:08:15
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Переглядів 112 тис.
船长被天使剪成光头了?#天使 #小丑 #超人不会飞
00:28
超人不会飞
Переглядів 14 млн
Їжа Закарпаття. Великий Гід.
1:00:29
Мiша Кацурiн
Переглядів 624 тис.
Karanganda panyaya  iyi
12:24
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Переглядів 32 тис.
Ndofira Garden
38:30
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Переглядів 65 тис.
Prophetess yave N'anga  Dangamvura #Mutare #Karanganda tv
1:07:10
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Переглядів 57 тис.
Baba vake yaive hanzvadzi yaAmai vake
20:25
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Переглядів 59 тис.
Rural life itsva
23:34
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Переглядів 80 тис.
Imba yangu yakapiswa nemukadzi wemurume aruita Mjolo nemuninina wangu  part 1
31:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Переглядів 48 тис.
Kufa kwa Sabhuku
1:19:21
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Переглядів 107 тис.
Vanhu voromba nemakuva kwa Odzi Mutare
22:32
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Переглядів 53 тис.
How to Get a Developer Job - Even in This Economy [Full Course]
3:59:46
freeCodeCamp.org
Переглядів 1,6 млн
Mukadzi wangu haachana***ki ndawekuzvisungirira
17:24
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Переглядів 65 тис.